Online Bibel

- Annoncer -

Mateo 1:25 - Shona BIBLE

25 akasamuziva kusvikira azvara mwanakomana wake wedangwe, ndokumutumidza zita rinonzi Jesu.

Se kapitlet Kopi

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

25 akasamuziʋa kuȿikira aɀara mŋanakomana wake weɗaŋgwe, ndokumutumidza zita rinonzi Jesu.

Se kapitlet Kopi

Shona Bible 1949 revised 2002

25 akasamuziva kusvikira azvara mwanakomana wake wedangwe, ndokumutumidza zita rinonzi Jesu.

Se kapitlet Kopi

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

25 Akatora mudzimai wake asi haana kuzivana naye kusvikira apona mwana mukomana. Akamutumidza zita rokuti Jesu.

Se kapitlet Kopi

Bhaibhiri Idzva rechiShona

25 Akatora mudzimai wake asi haana kuzivana naye kusvikira apona mwana mukomana. Akamutumidza zita rokuti Jesu.

Se kapitlet Kopi

Mateo 1:25

Følg os:

Annoncer

Annoncer