Mateo 1:24 - Shona BIBLE24 Zvino Josefa akamuka pahope dzake akaita sezvaakarairwa nomutumwa waIshe, akatora mukadzi wake; Se kapitletBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)24 ino Josefa akamuka pahope dzake akaita seɀaakarairwa nomutumŋa waShe, akatora mukadzi wake; Se kapitletShona Bible 1949 revised 200224 Zvino Josefa akamuka pahope dzake akaita sezvaakarairwa nomutumwa waIshe, akatora mukadzi wake; Se kapitletBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika24 Josefi paakamuka akaita sokuudzwa kwaakanga aitwa nomutumwa waTenzi. Se kapitletBhaibhiri Idzva rechiShona24 Josefi paakamuka akaita sokuudzwa kwaakanga aitwa nomutumwa waTenzi. Se kapitlet |