Mateo 1:19 - Shona BIBLE19 Zvino Josefa, murume wake, zvaakanga ari munhu akarurama, asingadi kumunyadzisa, akafunga kumuramba chinyararire. Se kapitletBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)19 Ɀino Josefa, murume wake, ɀaakaŋga ari munhu wakarurama, asiŋgaɗi kumunyadzisa, wakafuŋga kumurega cinyararire. Se kapitletShona Bible 1949 revised 200219 Zvino Josefa, murume wake, zvaakanga ari munhu akarurama, asingadi kumunyadzisa, akafunga kumuramba chinyararire. Se kapitletBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 Murume wake Josefi somunhu akanga akarurama, uye pamusana pokusada kumufumura, akafunga zvokumuramba chinyararire. Se kapitletBhaibhiri Idzva rechiShona19 Murume wake Josefi somunhu akanga akarurama, uye pamusana pokusada kumufumura, akafunga zvokumuramba chinyararire. Se kapitlet |