Online Bibel

- Annoncer -




Mariko 1:9 - Shona BIBLE

9 Namazuva iwayo Jesu akabva Nazareta muGareriya, akabhabhatidzwa naJohani muna Jodhani.

Se kapitlet Kopi

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

9 Namazuʋa iwayo Jesu wakabva Nazareta muGarirea, akabapatidzwa naJohane muJordani.

Se kapitlet Kopi

Shona Bible 1949 revised 2002

9 Namazuva iwayo Jesu akabva Nazareta muGariria, akabhabhatidzwa naJohani muna Jorodhani.

Se kapitlet Kopi

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

9 Zvino pamazuva iwayo Jesu akauya achibva kuNazareti yokuGarirea akaombekwa naJohani muna Jorodhani.

Se kapitlet Kopi

Bhaibhiri Idzva rechiShona

9 Zvino pamazuva iwayo Jesu akauya achibva kuNazareti yokuGarirea akaombekwa naJohani muna Jorodhani.

Se kapitlet Kopi




Mariko 1:9

Følg os:

Annoncer


Annoncer