Mariko 1:41 - Shona BIBLE41 Akamunzwira ngoni, akatambanudza ruoko rwake, akamubata, akati kwaari, “Ndinoda, chinatswa.” Se kapitletBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)41 Akamunzwira ŋgoni, akatambanudza ruʋoko rwake, akamuɓata, akati kwaari: Ndinoɗa, cinatswa. Se kapitletShona Bible 1949 revised 200241 Akamunzwira ngoni, akatambanudza ruoko rwake, akamubata, akati kwaari, “Ndinoda, chinatswa.” Se kapitletBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika41 Zvino Jesu akamunzwira tsitsi ndokutambanudza ruoko rwake kwaari omubata, ndokuti kwaari, “Ndinoda, chipora uchenurwe.” Se kapitletBhaibhiri Idzva rechiShona41 Zvino Jesu akamunzwira tsitsi ndokutambanudza ruoko rwake kwaari omubata, ndokuti kwaari, “Ndinoda, chipora uchenurwe.” Se kapitlet |