Online Bibel

- Annoncer -

Mariko 1:38 - Shona BIBLE

38 Akati kwavari, “Ngatiende kumwe, kumisha iri pedyo, kuti ndinoparidza ikokowo, nokuti ndizvo zvandakauyira.”

Se kapitlet Kopi

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

38 Akati kwaʋari: Ŋgatiende kumŋe kumisha iri pedyo, kuti ndindoparidza ikoko ʋo, nokuti ndiɀo ɀandakaʋuyira.

Se kapitlet Kopi

Shona Bible 1949 revised 2002

38 Akati kwavari, “Ngatiende kumwe, kumisha iri pedyo, kuti ndinoparidza ikokowo, nokuti ndizvo zvandakauyira.”

Se kapitlet Kopi

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

38 Ipapo Jesu akati kwavari, “Handeyi kumwe, kuna maguta ari pedyo ndigondoparidzawo ikoko, nokuti izvi ndizvo zvandakavinga.”

Se kapitlet Kopi

Bhaibhiri Idzva rechiShona

38 Ipapo Jesu akati kwavari, “Handeyi kumwe, kuna maguta ari pedyo ndigondoparidzawo ikoko, nokuti izvi ndizvo zvandakavinga.”

Se kapitlet Kopi

Mariko 1:38

Følg os:

Annoncer

Annoncer