Online Bibel

- Annoncer -

Mariko 1:34 - Shona BIBLE

34 Akaporesa vazhinji vakanga vachirwadziwa namarudzi ehosha, akabudisa mweya yakaipa mizhinji; asi akanga asingatenderi mweya yakaipa kutaura, nokuti yakanga ichimuziva.

Se kapitlet Kopi

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

34 Akaporesa ʋazhinji ʋakaŋga ʋacirwadziwa namarudzi ehosha, akaɓuɗisa mŋeya yakaipa mizhinji; asi wakaŋga asiŋgatenderi mŋeya yakaipa kutaura, nokuti yakaŋga icimuziʋa.

Se kapitlet Kopi

Shona Bible 1949 revised 2002

34 Akaporesa vazhinji vakanga vachirwadziwa namarudzi ehosha, akabudisa mweya yakaipa mizhinji; asi akanga asingatenderi mweya yakaipa kutaura, nokuti yakanga ichimuziva.

Se kapitlet Kopi

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

34 Jesu akaporesa vazhinji vaiva namatenda akasiyana–siyana, achidzingawo mweya yakaipa mizhinji; akanga asingabvumiri mweya yakaipa iyoyo kuti itaure chinhu nokuti yakanga ichimuziva.

Se kapitlet Kopi

Bhaibhiri Idzva rechiShona

34 Jesu akaporesa vazhinji vaiva namatenda akasiyana–siyana, achidzingawo mweya yakaipa mizhinji; akanga asingabvumiri mweya yakaipa iyoyo kuti itaure chinhu nokuti yakanga ichimuziva.

Se kapitlet Kopi

Mariko 1:34

Følg os:

Annoncer

Annoncer