Mariko 1:27 - Shona BIBLE27 Vakatya zvikuru vose, nokudaro vakaita nyaya, vachiti, “Chiiko ichi? Kudzidzisa kutsva kune simba! Anoraira kunyangwe nemweya yakaipa ikamuterera.” Se kapitletBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)27 Ʋakatya ɀikuru ʋose, nokuɗaro ʋakaita nyaya, ʋaciti: Cinyiko ici? Kudzidzisa kutȿa kunesimba! Unoraira kunyaŋge nemŋeya yetȿina ikamuterera. Se kapitletShona Bible 1949 revised 200227 Vakatya zvikuru vose, nokudaro vakaita nyaya, vachiti, “Chinyiko ichi? Kudzidzisa kutsva kune simba! Anorayira kunyange nemweya yakaipa ikamuterera.” Se kapitletBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika27 Vanhu vose vakashamiswa kwazvo zvokuti vakabvunzana vachiti, “Ko, chiiko ichi? Chidzidziso chitsvasu! Anotaurira kunyange mweya yetsvina ichimuteera.” Se kapitletBhaibhiri Idzva rechiShona27 Vanhu vose vakashamiswa kwazvo zvokuti vakabvunzana vachiti, “Ko, chiiko ichi? Chidzidziso chitsvasu! Anotaurira kunyange mweya yetsvina ichimuteera.” Se kapitlet |