Online Bibel

- Annoncer -




Mariko 1:2 - Shona BIBLE

2 Sezvazvakanyorwa mumuporofita Isaya zvichinzi, “Tarira, ‘Ndinotuma munyai wangu pamberi pako,’ Achakunatsira nzira yako;

Se kapitlet Kopi

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

2 Seɀaɀakanyorwa mumuprofita Isaya, ɀicinzi: Tarira, ndinotuma munyai waŋgu pamberi pako, Ucakunatsira nzira yako;

Se kapitlet Kopi

Shona Bible 1949 revised 2002

2 Sezvazvakanyorwa mumuporofita Isaya, zvichinzi, “Tarira, ‘Ndinotuma munyai wangu pamberi pako,’ Achakunatsira nzira yako;

Se kapitlet Kopi

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

2 sokunyorwa kwazvakaitwa muna Isaya muporofita zvichinzi, “Chiona, ndinotuma nhume yangu pamberi pako, ichagadzirira nzira yako.

Se kapitlet Kopi

Bhaibhiri Idzva rechiShona

2 sokunyorwa kwazvakaitwa muna Isaya muporofita zvichinzi, “Chiona, ndinotuma nhume yangu pamberi pako, ichagadzirira nzira yako.

Se kapitlet Kopi




Mariko 1:2

Følg os:

Annoncer


Annoncer