Mabasa 1:9 - Shona BIBLE9 Zvino akati areva izvozvi, akakwidzwa, vachitaririra; gore rikamubvisa, vakasazomuona. Se kapitletBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Ɀino wakati areʋa iɀoɀi, akakwidzwa, ʋacitaririra; gore rikamubvisa, ʋakasazomuʋona. Se kapitletShona Bible 1949 revised 20029 Zvino akati areva izvozvi, akakwidzwa, vachitaririra; gore rikamubvisa, vakasazomuona. Se kapitletBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Paakapedza kutaura izvi akasimudzwa vakatarisa kudaro, gore richimukwidza kudenga rikaita kuti asaonekwe kwavari. Se kapitletBhaibhiri Idzva rechiShona9 Paakapedza kutaura izvi akasimudzwa vakatarisa kudaro, gore richimukwidza kudenga rikaita kuti asaonekwe kwavari. Se kapitlet |