Judasi 1:24 - Shona BIBLE24 Zvino kuna iye anogona kukuchengetai, kuti murege kugumburwa, nokukuisai pamberi pokubwinya kwake musina chamungapomerwa, muchifara kwazvo, Se kapitletBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)24 Ɀino kunaiye unogona kukuceŋgetai, kuti murege kugumburwa, nokukuisai pamberi pokubginya kwake musinacamuŋgapomerwa, mucifara kwaɀo, Se kapitletShona Bible 1949 revised 200224 Zvino kuna iye anogona kukuchengetai, kuti murege kugumburwa, nokukuisai pamberi pokubwinya kwake musina chamungapomerwa, muchifara kwazvo, Se kapitletBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika24 Zvino kuna iye anokwanisa kukuchengetedzai musina kuputsika achikusvitsai musina chinoshoreka muchifara paari mumbiri yake Se kapitletBhaibhiri Idzva rechiShona24 Zvino kuna iye anokwanisa kukuchengetedzai musina kuputsika achikusvitsai musina chinoshoreka muchifara paari mumbiri yake Se kapitlet |