Judasi 1:18 - Shona BIBLE18 kuti vakakuudzai kuti, “Nenguva yokupedzisira vaseki vachavako, vanofamba nokuchiva kwavo vasingadi Mwari.” Se kapitletBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)18 kuti ʋakakuʋudzai kuti neŋguʋa yokupedzisira ʋaseki ʋacaʋa’ko, ʋanofamba nokuciʋa kwaʋo ʋasiŋgaɗi Mŋari. Se kapitletShona Bible 1949 revised 200218 kuti vakakuudzai kuti, “Nenguva yokupedzisira vaseki vachavako, vanofamba nokuchiva kwavo vasingadi Mwari.” Se kapitletBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 Vakati kwamuri: “Mumazuva okupedzisira kuchava navadadi vanotevedza mapangiro avo asina zvaMwari.” Se kapitletBhaibhiri Idzva rechiShona18 Vakati kwamuri: “Mumazuva okupedzisira kuchava navadadi vanotevedza mapangiro avo asina zvaMwari.” Se kapitlet |