Judasi 1:1 - Shona BIBLE1 Judhasi, muranda waJesu Kristu, munun'una waJakobho, kuna vakadanwa, vakadikanwa muna Mwari Baba, vakachengetererwa Jesu Kristu: Se kapitletBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)1 Judasi, muranda waJesu Kristu, munuŋuna waJakobo, kunaʋakaɗanwa, ʋakaɗikanwa munaMŋari Ƃaɓa, ʋakaceŋgetererwa Jesu Kristu: Se kapitletShona Bible 1949 revised 20021 Judhasi, muranda waJesu Kristu, munun'una waJakobho, kuna vakadanwa, vakadikanwa muna Mwari Baba, vakachengetererwa Jesu Kristu: Se kapitletBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Ndini Judha muranda waJesu Kristu munun'una waJakobho ndinokunyorerai imi makadaidzwa, vapamwoyo paMwari Baba imi makachengeterwa Jesu Kristu. Se kapitletBhaibhiri Idzva rechiShona1 Ndini Judha muranda waJesu Kristu munun'una waJakobho ndinokunyorerai imi makadaidzwa, vapamwoyo paMwari Baba imi makachengeterwa Jesu Kristu. Se kapitlet |