Joshua 1:4 - Shona BIBLE4 Kubva murenje reRebhanoni iri, kusvikira parwizi rukuru, irwo rwizi Yufuretesi, nenyika yose yaVaHeti, kusvikira kugungwa guru, kurutivi rwamavirazuva, ndiyo nyika yenyu. Se kapitletBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Kubva murenje neRebanoni iri, kuȿikira parwizi rukuru, irwo rwizi Ufratesi, nenyika yose yaʋaHeti, kuȿikira kuguŋgwa guru, kurutiʋi rwamaʋirazuʋa, ndiyo nyika yenyu. Se kapitletShona Bible 1949 revised 20024 Kubva murenje reRebhanoni iri, kusvikira parwizi rukuru, irwo rwizi Yufuratesi, nenyika yose yavaHeti, kusvikira kugungwa guru, kurutivi rwamavirazuva, ndiyo nyika yenyu. Se kapitletBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Kubvira kurenje kusvikira kuRebhanoni uku, kubvirawo kurwizi rukuru rwaYufuratesi nenyika yose yavaHiti kusvikira kugungwa guru rokumadokero, ndiyo ichava nyika yenyu. Se kapitletBhaibhiri Idzva rechiShona4 Kubvira kurenje kusvikira kuRebhanoni uku, kubvirawo kurwizi rukuru rwaYufuratesi nenyika yose yavaHiti kusvikira kugungwa guru rokumadokero, ndiyo ichava nyika yenyu. Se kapitlet |