Jona 1:9 - Shona BIBLE9 Iye akati kwavari, “Ndiri muHebheru, ndinotya Mwari wokudenga, akaita gungwa nenyika yakaoma.” Se kapitletBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Iye akati kwaʋari: Ndiri muHeberu, ndinotya Mŋari wokuɗeŋga, wakaita guŋgwa nenyika yakawoma. Se kapitletShona Bible 1949 revised 20029 Iye akati kwavari, “Ndiri muHebheru, ndinotya Mwari wokudenga, akaita gungwa nenyika yakaoma.” Se kapitletBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Iye akavapindura kuti, “Ndiri muHebheru, uye ndinotya TENZI, Mwari Wedenga, akasika gungwa nenyika yakaoma.” Se kapitletBhaibhiri Idzva rechiShona9 Iye akavapindura kuti, “Ndiri muHebheru, uye ndinotya TENZI, Mwari Wedenga, akasika gungwa nenyika yakaoma.” Se kapitlet |