Johane 1:5 - Shona BIBLE5 Chiedza chinovhenekera murima; asi rima harina kugona kuchikunda. Se kapitletBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 Ciedza cinovenekera murima; asi rima harina‐kucikunda. Se kapitletShona Bible 1949 revised 20025 Chiedza chinovhenekera murima; asi rima harina kugona kuchikunda. Se kapitletBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 chiedza chinovhenekera murima uye rima harina kuchikurira. Se kapitletBhaibhiri Idzva rechiShona5 chiedza chinovhenekera murima uye rima harina kuchikurira. Se kapitlet |