Online Bibel

- Annoncer -

Johane 1:46 - Shona BIBLE

46 Nataneri akati kwaari, “Kune chinhu chakanaka chingabva Nazareta here?” Firipi akati kwaari, “Uya, uone.”

Se kapitlet Kopi

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

46 Natanaeri akati kwaari: Kunecinhu cakanaka ciŋgabva Nazareta here? Firipo akati kwaari: Ʋuya, uʋone.

Se kapitlet Kopi

Shona Bible 1949 revised 2002

46 Nataneri akati kwaari, “Kune chinhu chakanaka chingabva Nazareta here?” Firipi akati kwaari, “Uya, uone.”

Se kapitlet Kopi

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

46 Natanieri akamuti, “Chiiwo chakanaka chingabve kuNazareti?” Firipi akati kwaari, “Uyaka uone.”

Se kapitlet Kopi

Bhaibhiri Idzva rechiShona

46 Natanieri akamuti, “Chiiwo chakanaka chingabve kuNazareti?” Firipi akati kwaari, “Uyaka uone.”

Se kapitlet Kopi

Johane 1:46

Følg os:

Annoncer

Annoncer