Johane 1:43 - Shona BIBLE43 Ava mangwana akada kuenda Gareriya, akawana Firipi; Jesu akati kwaari, “Nditevere.” Se kapitletBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)43 Aʋa maŋgwana akaɗa kuenda Garirea, akawana Firipo; Jesu akati kwaari: Nditeʋere. Se kapitletShona Bible 1949 revised 200243 Ava mangwana akada kuenda Gariria, akawana Firipi; Jesu akati kwaari, “Nditevere.” Se kapitletBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika43 Ava mangwana Jesu akafunga zvokuenda kuGarirea ndokuwana Firipi akamuti, “Nditevere.” Se kapitletBhaibhiri Idzva rechiShona43 Ava mangwana Jesu akafunga zvokuenda kuGarirea ndokuwana Firipi akamuti, “Nditevere.” Se kapitlet |