Online Bibel

- Annoncer -




Johane 1:41 - Shona BIBLE

41 Iye akatanga kuwana Simoni, mukoma wake, akati kwaari, “Tawana Mesiya” (ndokuti, “Kristu, kana zvichishandurwa.”)

Se kapitlet Kopi

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

41 Iye akataŋga kuwana Simoni, mukoma wake, akati kwaari: Tawana Mesiasi (ndokuti Kristu, kana ɀicishandurwa).

Se kapitlet Kopi

Shona Bible 1949 revised 2002

41 Iye akatanga kuwana Simoni, mukoma wake, akati kwaari, “Tawana Mesiasi” (ndokuti, “Kristu, kana zvichishandurwa.”)

Se kapitlet Kopi

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

41 Akatanga kuwana Simoni akamuti, “Tawana Mesia zvinoreva kuti Kristu.”

Se kapitlet Kopi

Bhaibhiri Idzva rechiShona

41 Akatanga kuwana Simoni akamuti, “Tawana Mesia zvinoreva kuti Kristu.”

Se kapitlet Kopi




Johane 1:41

Følg os:

Annoncer


Annoncer