Johane 1:36 - Shona BIBLE36 akatarisisa Jesu achifamba, akati, “Tarirai, Hwayana yaMwari!” Se kapitletBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)36 akatarisisa Jesu acifamba, akati: Tarirai, Gwaiana raMŋari! Se kapitletShona Bible 1949 revised 200236 akatarisisa Jesu achifamba, akati, “Tarirai, Hwayana yaMwari!” Se kapitletBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika36 akatarisa Jesu achifamba akati, “Tarisai muone Hwayana yaMwari.” Se kapitletBhaibhiri Idzva rechiShona36 akatarisa Jesu achifamba akati, “Tarisai muone Hwayana yaMwari.” Se kapitlet |