Johane 1:3 - Shona BIBLE3 Zvinhu zvose zvakaitwa naye; kunze kwake hakuna kuitwa kunyangwe chinhu chimwe chakaitwa. Se kapitletBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 Ɀinhu ɀose ɀakaitwa naye; kunze kwake hakuna‐kuitwa kunyaŋge cinhu cimŋe cakaitwa. Se kapitletShona Bible 1949 revised 20023 Zvinhu zvose zvakaitwa naye; kunze kwake hakuna kuitwa kunyange chinhu chimwe chakaitwa. Se kapitletBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Zvinhu zvose zvakaitwa nemaari; hapana chisikwa chisina kusikwa naiye. Se kapitletBhaibhiri Idzva rechiShona3 Zvinhu zvose zvakaitwa nemaari; hapana chisikwa chisina kusikwa naiye. Se kapitlet |