Johane 1:28 - Shona BIBLE28 Izvozvi zvakaitwa paBhetania, mhiri kwaJodhani, kwaibhabhatidza Johani. Se kapitletBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)28 Iɀoɀi ɀakaitwa paBetania, mhiri kwaJoridani, kwaibapatidza Johane. Se kapitletShona Bible 1949 revised 200228 Izvozvi zvakaitwa paBhetania, mhiri kwaJorodhani, kwaibhabhatidza Johani. Se kapitletBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika28 Izvi zvakaitika kuBhetania iri kumhiri kwaJorodhani kwaiombeka Johani. Se kapitletBhaibhiri Idzva rechiShona28 Izvi zvakaitika kuBhetania iri kumhiri kwaJorodhani kwaiombeka Johani. Se kapitlet |