Johane 1:21 - Shona BIBLE21 Vakamubvunza, vachiti, “Asi kudiniko? Ndiwe Eriya here?” Akati, “Handisi iye.” “Ko uri uya muporofita here?” Akapindura, akati, “Kwete.” Se kapitletBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)21 Ʋakamubvunza, ʋaciti: Asi kuɗiniko? Ndiwe Eria here? Akati: Handizi iye. Ko uri uya muprofita here? Akapindura, akati: Kwete. Se kapitletShona Bible 1949 revised 200221 Vakamubvunza, vachiti, “Asi kudiniko? Ndiwe Eria here?” Akati, “Handisi iye.” “Ko uri uya muporofita here?” Akapindura, akati, “Kwete.” Se kapitletBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 Vakamubvunza vachiti, “Ko zvino, ndiwe Eriya here?” “Handisini iye. Ndiwe muporofita uya airehwa here?” Iye akati, “Handisini.” Se kapitletBhaibhiri Idzva rechiShona21 Vakamubvunza vachiti, “Ko zvino, ndiwe Eriya here?” “Handisini iye. Ndiwe muporofita uya airehwa here?” Iye akati, “Handisini.” Se kapitlet |