Johane 1:2 - Shona BIBLE2 Irori pakutanga rakanga riri kuna Mwari. Se kapitletBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 Ireri pakutaŋga rakaŋga riri kunaMŋari. Se kapitletShona Bible 1949 revised 20022 Irori pakutanga rakanga riri kuna Mwari. Se kapitletBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Kubvira pakutanga, iye akanga ari pamwechete naMwari. Se kapitletBhaibhiri Idzva rechiShona2 Kubvira pakutanga, iye akanga ari pamwechete naMwari. Se kapitlet |