Johane 1:13 - Shona BIBLE13 avo vasina kuberekwa neropa, kana nokuda kwenyama, kana nokuda kwomurume, asi naMwari. Se kapitletBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 aʋo ʋasina‐kuɓerekwa neropa, kana nokuɗa kwenyama, kana nokuɗa kwomurume, asi naMŋari. Se kapitletShona Bible 1949 revised 200213 avo vasina kuberekwa neropa, kana nokuda kwenyama, kana nokuda kwomurume, asi naMwari. Se kapitletBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 vasina kuberekwa nokuda kwoukama hweropa kana kuti nezvinodiwa nenyama. Kana nechido chomurume asi nokuda kwaMwari. Se kapitletBhaibhiri Idzva rechiShona13 vasina kuberekwa nokuda kwoukama hweropa kana kuti nezvinodiwa nenyama. Kana nechido chomurume asi nokuda kwaMwari. Se kapitlet |