Joere 1:5 - Shona BIBLE5 Mukai, imi vakabatwa nedoro, mucheme; ungudzai, imi mose munonwa waini, nemhaka yewaini inonaka, nokuti yabviswa pamiromo yenyu. Se kapitletBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 Mukai, imi ʋakaɓatwa neɗoro, muceme; wuŋgudzai, imi mose munonwa waini, nemhaka yewaini inonaka, nokuti yabviswa pamiromo yenyu. Se kapitletShona Bible 1949 revised 20025 Mukai, imi vakabatwa nedoro, mucheme; ungudzai, imi mose munonwa waini, nemhaka yewaini inonaka, nokuti yabviswa pamiromo yenyu. Se kapitletBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Pepukai imi zvidhakwa muhwihwidze kuchema muridze mhere imi mose vanwi vewaini pamusana pewaini itsva nokuti maibvutirwa iri pamuromo. Se kapitletBhaibhiri Idzva rechiShona5 Pepukai imi zvidhakwa muhwihwidze kuchema muridze mhere imi mose vanwi vewaini pamusana pewaini itsva nokuti maibvutirwa iri pamuromo. Se kapitlet |