Jakobo 1:5 - Shona BIBLE5 Zvino kana mumwe wenyu achishayiwa kuchenjera ngaakumbire kuna Mwari, anongopa vose asingazotuki; achapiwa hake. Se kapitletBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 Ɀino kana mumŋe wenyu acishaiwa kucenjera ŋgaakumbire kunaMŋari, unoŋgopa ʋose asiŋgazotuki; ucapiwa hake. Se kapitletShona Bible 1949 revised 20025 Zvino kana mumwe wenyu achishayiwa kuchenjera ngaakumbire kuna Mwari, anongopa vose asingazotuki; achapiwa hake. Se kapitletBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Kana pane asina ungwaru ngaakumbire kuna Mwari, mupanegombe kuvanhu vose, anopa asingakonoreri; huchapiwa kwaari. Se kapitletBhaibhiri Idzva rechiShona5 Kana pane asina ungwaru ngaakumbire kuna Mwari, mupanegombe kuvanhu vose, anopa asingakonoreri; huchapiwa kwaari. Se kapitlet |