Jakobo 1:4 - Shona BIBLE4 Asi kutsungirira ngakuve nebasa rakakwaniswa, kuti mukwane, mururame kwazvo, musingashayiwi chinhu. Se kapitletBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Asi kutsuŋgirira ŋgakuʋe neɓasa rakakwaniswa, kuti mukwane, mururame kwaɀo, musiŋgashaiwi cinhu. Se kapitletShona Bible 1949 revised 20024 Asi kutsungirira ngakuve nebasa rakakwaniswa, kuti mukwane, mururame kwazvo, musingashayiwi chinhu. Se kapitletBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Kutirira ngakuve kwakaperera kuti muve vanhu vakakwana vanezenge vasina chavasina. Se kapitletBhaibhiri Idzva rechiShona4 Kutirira ngakuve kwakaperera kuti muve vanhu vakakwana vanezenge vasina chavasina. Se kapitlet |