Jakobo 1:2 - Shona BIBLE2 Hama dzangu, muti mufaro bedzi kana muchiwira mumiedzo mizhinji; Se kapitletBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 Hama dzaŋgu, muti mufaro ɓedzi kana muciwira mumiidzo mizhinji; Se kapitletShona Bible 1949 revised 20022 Hama dzangu, muti mufaro bedzi kana muchiwira mumiedzo mizhinji; Se kapitletBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Hama dzangu, onai sechinhu chinofadza pose pamunowirwa nemiedzo yakasiyana–siyana Se kapitletBhaibhiri Idzva rechiShona2 Hama dzangu, onai sechinhu chinofadza pose pamunowirwa nemiedzo yakasiyana–siyana Se kapitlet |