Isaya 1:2 - Shona BIBLE2 Inzwa denga rose, teerera iwe nyika, nokuti Jehovha akataura, achiti, “Ndakarera nokukurisa vana, asi vakandimukira. Se kapitletBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 Inzwa ɗeŋga rose, terera iwe nyika, nokuti Jehova wakataura, aciti: Ndakarera nokukurisa ʋana, asi ʋakandimukira. Se kapitletShona Bible 1949 revised 20022 Inzwa denga rose, teerera iwe nyika, nokuti Jehovha akataura, achiti, “Ndakarera nokukurisa vana, asi vakandimukira. Se kapitletBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 “Teerera iwe denga, unzwewo iwe nyika nokuti ini Tenzi ndava kutaura, ‘Ndakarera vana ini ndikavayarutsa asi ivo vakandipandukira. Se kapitletBhaibhiri Idzva rechiShona2 “Teerera iwe denga, unzwewo iwe nyika nokuti ini Tenzi ndava kutaura, ‘Ndakarera vana ini ndikavayarutsa asi ivo vakandipandukira. Se kapitlet |