Genesi 1:5 - Shona BIBLE5 Mwari akatumidza chiedza, akati Masikati, nerima akaritumidza akati Usiku. Usiku akavapo, namangwanani akavapo, zuva rimwe. Se kapitletBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 Mŋari akatumidza ciedza, akati Masikati, nerima akaritumidza, akati Ʋusiku. Maɗeko akaʋa’po, namaŋgwanani akaʋa’po, zuʋa rimŋe. Se kapitletShona Bible 1949 revised 20025 Mwari akatumidza chiedza, akati Masikati, nerima akaritumidza akati Usiku. Madeko akavapo, namangwanani akavapo, zuva rimwe. Se kapitletBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Mwari akatumidza chiedza kuti masikati, rima akariti usiku. Kwakasviba kukaedza. Iri rakava zuva rokutanga. Se kapitletBhaibhiri Idzva rechiShona5 Mwari akatumidza chiedza kuti masikati, rima akariti usiku. Kwakasviba kukaedza. Iri rakava zuva rokutanga. Se kapitlet |