Online Bibel

- Annoncer -

Genesi 1:18 - Shona BIBLE

18 zvibate ushe masikati nousiku, nokuparadzanisa chiedza nerima; Mwari akaona kuti zvakanaka.

Se kapitlet Kopi

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

18 ɀiɓate ʋushe masikati noʋusiku, nokuparadzanisa ciedza nerima; Mŋari akaʋona kuti ɀakanaka.

Se kapitlet Kopi

Shona Bible 1949 revised 2002

18 zvibate ushe masikati nousiku, nokuparadzanisa chiedza nerima; Mwari akaona kuti zvakanaka.

Se kapitlet Kopi

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

18 zvichitonga masikati nousiku nokusiyanisa chiedza nerima. Mwari akaona kuti zvakanaka.

Se kapitlet Kopi

Bhaibhiri Idzva rechiShona

18 zvichitonga masikati nousiku nokusiyanisa chiedza nerima. Mwari akaona kuti zvakanaka.

Se kapitlet Kopi

Genesi 1:18

Følg os:

Annoncer

Annoncer