Firemoni 1:13 - Shona BIBLE13 ndaida kuti agare neni, kuti panzvimbo yako andishumire pakusungwa kwangu nokuda kweVhangeri; Se kapitletBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 ndaiɗa kuti agare neni, kuti panɀimbo yako andishumire pakusuŋgwa kwaŋgu nokuɗa kweEvaŋgeri; Se kapitletShona Bible 1949 revised 200213 ndaida kuti agare neni, kuti panzvimbo yako andishumire pakusungwa kwangu nokuda kweVhangeri; Se kapitletBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Ndingadai ndakatosarudza kuramba ndiinaye kuno kuti andishandire panzvimbo pako nguva yandiri muusungwa kudai pamusana peShoko Rakanaka. Se kapitletBhaibhiri Idzva rechiShona13 Ndingadai ndakatosarudza kuramba ndiinaye kuno kuti andishandire panzvimbo pako nguva yandiri muusungwa kudai pamusana peShoko Rakanaka. Se kapitlet |