Firemoni 1:10 - Shona BIBLE10 Ndinokumbira zvikuru kwauri pamusoro pomwana wangu, wandakabereka pakusungwa kwangu, Onesimo, Se kapitletBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 Ndinokumbira ɀikuru kwauri pamsoro pomŋana waŋgu, wandakaɓereka pakusuŋgwa kwaŋgu, Onesimo, Se kapitletShona Bible 1949 revised 200210 Ndinokumbira zvikuru kwauri pamusoro pomwana wangu, wandakabereka pakusungwa kwangu, Onesimo, Se kapitletBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Ndinokuteterera ndichikumbirira mwana wangu Onesimo wandakabereka muusungwa hwangu. Se kapitletBhaibhiri Idzva rechiShona10 Ndinokuteterera ndichikumbirira mwana wangu Onesimo wandakabereka muusungwa hwangu. Se kapitlet |