Ezekieri 1:9 - Shona BIBLE9 Mapapiro azvo akanga akabatana; hazvina kutsauka pakufamba kwazvo, asi chimwe nechimwe chairuramira mberi pakufamba kwacho. Se kapitletBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Mapapiro aɀo akaŋga akaɓatana; haɀina‐kutsauka pakufamba kwaɀo, asi cimŋe necimŋe cairuramira mberi pakufamba kwaco. Se kapitletShona Bible 1949 revised 20029 Mapapiro azvo akanga akabatana; hazvina kutsauka pakufamba kwazvo, asi chimwe nechimwe chairuramira mberi pakufamba kwacho. Se kapitletBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 mapapiro azvo akanga akagumana chimwe nechimwe chazvo chaingofamba chakananga pachakananga chichienda chisingatsauki. Se kapitletBhaibhiri Idzva rechiShona9 mapapiro azvo akanga akagumana chimwe nechimwe chazvo chaingofamba chakananga pachakananga chichienda chisingatsauki. Se kapitlet |