Ezekieri 1:3 - Shona BIBLE3 shoko raJehovha rakasvika kumupristi Ezekieri, mwanakomana waBhuzi, munyika yavaKaradhia, parwizi rwaKebhari; ruoko rwaJehovha rwakanga ruri pamusoro pake ipapo Se kapitletBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 shoko raJehova rakaȿika kumuprista Ezekieri, mŋanakomana waBuzi, munyika yaʋaKardea, parwizi rwaKebari; ruʋoko rwaJehova rwakaŋga ruri pamsoro pake ipapo. Se kapitletShona Bible 1949 revised 20023 shoko raJehovha rakasvika kumupristi Ezekieri, mwanakomana waBhuzi, munyika yavaKaradhea, parwizi rwaKebhari; ruoko rwaJehovha rwakanga ruri pamusoro pake ipapo Se kapitletBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 izwi raTenzi rakauya kumupristi Ezekieri, mwanakomana waBhuzi, munyika yavaKaradhea pedyo nerwizi rweKebhari, izvozvo simba roruoko rwaTenzi rakava paari ikoko. Se kapitletBhaibhiri Idzva rechiShona3 izwi raTenzi rakauya kumupristi Ezekieri, mwanakomana waBhuzi, munyika yavaKaradhea pedyo nerwizi rweKebhari, izvozvo simba roruoko rwaTenzi rakava paari ikoko. Se kapitlet |