Estere 1:7 - Shona BIBLE7 Vakapiwa zvokunwa mumikombe yendarama, (asi mikombe yakanga isina kufanana), newaini yamambo zhinji, mambo asingavanyimi napaduku. Se kapitletBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Ʋakapiwa ɀokunwa mumikombe yendarama, (asi mikombe yakaŋga isinakufanana), newaini yamambo zhinji, mambo asiŋgaʋanyimi napaɗuku. Se kapitletShona Bible 1949 revised 20027 Vakapiwa zvokunwa mumikombe yendarama, (asi mikombe yakanga isina kufanana), newaini yamambo zhinji, mambo asingavanyimi napaduku. Se kapitletBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Zvokunwa izvi zvaiperekerwa mumahambarara endarama namamwewo mahambarara emhando nemhando. Waini yokwamambo yaiitwa zvokutopa negombe kwazvo sokuwandawo kwewaini yokwamambo. Se kapitletBhaibhiri Idzva rechiShona7 Zvokunwa izvi zvaiperekerwa mumahambarara endarama namamwewo mahambarara emhando nemhando. Waini yokwamambo yaiitwa zvokutopa negombe kwazvo sokuwandawo kwewaini yokwamambo. Se kapitletBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi7 Waini yaipiwa vanhu mumidziyo yegoridhe, yakasiyana-siyana, uye waini yamambo yakanga yakawanda, samambo, asingavanyimi napaduku. Se kapitlet |