Estere 1:15 - Shona BIBLE15 akati, “Murairo unoti kudini, tichaitireiko vahosi Vashiti, zvavakaramba kuita sezvavakarairwa namambo Ahasuerusi nomuromo wavaranda?” Se kapitletBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)15 akati: Murairo unoti kuɗini, ticaitireiko ʋahosi Vashti, ɀaʋakaramba kuita seɀaʋakarairwa namambo Ahashveroshi nomuromo waʋaranda? Se kapitletShona Bible 1949 revised 200215 akati, “Murayiro unoti kudini, tichaitireiko vahosi Vashiti, zvavakaramba kuita sezvavakarairwa namambo Ahashivheroshi nomuromo wavaranda?” Se kapitletBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 “Pamutemo, chii chinofanira kuitwa kuna vahosi Vhashiti, varega kuita zvarayirwa vayuniki namambo Ahasuerusi zvaatema kuti zviitwe?” Se kapitletBhaibhiri Idzva rechiShona15 “Pamutemo, chii chinofanira kuitwa kuna vahosi Vhashiti, varega kuita zvarayirwa vayuniki namambo Ahasuerusi zvaatema kuti zviitwe?” Se kapitletBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi15 Akabvunza achiti, “Pamurayiro chii chinofanira kuitwa kuna vaHosi Vhashiti? Havana kuteerera kurayira kwaMambo Zekisesi sokuudzwa kwavaitwa navaranda.” Se kapitlet |