Estere 1:1 - Shona BIBLE1 Zvino pamazuva aAhasuerusi, (ndiye Ahashivheroshi aibata ushe kubva paIndia kusvikira Itiopia, pamativi enyika ane zana namakumi maviri namanomwe;) Se kapitletBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)1 Ɀino pamazuʋa aAhashveroshi, (ndiye Ahashveroshi waiɓata ʋushe kubva paIndia kuȿikira Etiopia, pamatiʋi enyika anezana namakumi maʋiri namanomŋe;) Se kapitletShona Bible 1949 revised 20021 Zvino pamazuva aAhashivheroshi, (ndiye Ahashivheroshi aibata ushe kubva paIndia kusvikira Itiopia, pamativi enyika ane zana namakumi maviri namanomwe;) Se kapitletBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Mumazuva aAhasuerusi, Ahasuerusi uya aitonga nyika dzinobvira kuIndia kusvikira kuItiopia achitonga zana renyika rine nyika makumi maviri nenomwe, Se kapitletBhaibhiri Idzva rechiShona1 Mumazuva aAhasuerusi, Ahasuerusi uya aitonga nyika dzinobvira kuIndia kusvikira kuItiopia achitonga zana renyika rine nyika makumi maviri nenomwe, Se kapitletBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi1 Izvi ndizvo zvakaitika panguva yaZekisesi, uya Zekisesi akatonga nyika zana namakumi maviri nenomwe kubva kuIndia kusvika kuEtiopia: Se kapitlet |