Online Bibel

- Annoncer -




2 Timoti 1:5 - Shona BIBLE

5 ndichiyeuchidzwa kutenda kusinganyengeri kuri mauri, kwaimbogara muna mbuya vako nomuna mai vako, vaJuniki, kwandinoziva kwazvo kuti kunogarawo mauri.

Se kapitlet Kopi

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

5 ndiciyeʋudzwa kutenda kusiŋganyeŋgeri kuri mauri, kwaimbogara munambuya ʋako, ʋaRoisi, nomunamai ʋako, ʋaJuniki, kwandinoziʋa kwaɀo kuti kunogara ʋo mauri.

Se kapitlet Kopi

Shona Bible 1949 revised 2002

5 ndichiyeudzwa kutenda kusinganyengeri kuri mauri, kwaimbogara muna mbuya vako nomuna mai vako, vaJuniki, kwandinoziva kwazvo kuti kunogarawo mauri.

Se kapitlet Kopi

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

5 Ndinoyeuka chitendero chako chiri pachokwadi, chitendero chakatanga muna ambuya vako Roisi naamai vako Yunisi chandine chokwadi kuti chavawo mauri.

Se kapitlet Kopi

Bhaibhiri Idzva rechiShona

5 Ndinoyeuka chitendero chako chiri pachokwadi, chitendero chakatanga muna ambuya vako Roisi naamai vako Yunisi chandine chokwadi kuti chavawo mauri.

Se kapitlet Kopi




2 Timoti 1:5

Følg os:

Annoncer


Annoncer