2 Timoti 1:16 - Shona BIBLE16 Ishe ngaaitire imba yaOnesiforo ngoni, nokuti kazhinji akandisimbisa, asinganyadziswi neketani yangu. Se kapitletBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)16 Ishe ŋgaaitire imba yaOnesiforo ŋgoni, nokuti kazhinji wakandisimbisa, asiŋganyadziswi neketani yaŋgu. Se kapitletShona Bible 1949 revised 200216 Ishe ngaaitire imba yaOnesiforo ngoni, nokuti kazhinji akandisimbisa, asinganyadziswi neketani yangu. Se kapitletBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 Dai Mwari angoitira veimba yaOnesiforusi tsitsi nokuti akandinyaradza kazhinji. Hazvaimbomunyadzisa kuti ini ndaiva muusungwa. Se kapitletBhaibhiri Idzva rechiShona16 Dai Mwari angoitira veimba yaOnesiforusi tsitsi nokuti akandinyaradza kazhinji. Hazvaimbomunyadzisa kuti ini ndaiva muusungwa. Se kapitlet |