Online Bibel

- Annoncer -

2 Timoti 1:12 - Shona BIBLE

12 Nemhaka iyi ndinotambudzikawo nezvinhu izvi, asi handinyadziswi, nokuti ndinoziva wandakatenda, ndinoziva kwazvo kuti anogona kuchengeta chandakamupa kusvikira zuva irero.

Se kapitlet Kopi

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

12 Nemhaka iyi ndinotambudzika ʋo neɀinhu iɀi, asi handinyadziswi, nokuti ndinoziʋa wandakatenda, ndinoziʋa kwaɀo kuti unogona kuceŋgeta candakamupa kuȿikira zuʋa irero.

Se kapitlet Kopi

Shona Bible 1949 revised 2002

12 Nemhaka iyi ndinotambudzikawo nezvinhu izvi, asi handinyadziswi, nokuti ndinoziva wandakatenda, ndinoziva kwazvo kuti anogona kuchengeta chandakamupa kusvikira zuva irero.

Se kapitlet Kopi

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

12 nokuda kwaizvozvi ndinotambudzika kudai, asi handinyari nokuti ndinoziva wandakatenda maari uye ndine chokwadi chokuti anokwanisa kuchengetedza zvakaiswa mumaoko mangu kusvikira Zuva iroro.

Se kapitlet Kopi

Bhaibhiri Idzva rechiShona

12 nokuda kwaizvozvi ndinotambudzika kudai, asi handinyari nokuti ndinoziva wandakatenda maari uye ndine chokwadi chokuti anokwanisa kuchengetedza zvakaiswa mumaoko mangu kusvikira Zuva iroro.

Se kapitlet Kopi

2 Timoti 1:12

Følg os:

Annoncer

Annoncer