1 Timoti 1:12 - Shona BIBLE12 Ndinomuvonga iye Kristu Jesu, Ishe wedu, akandipa simba, nokuti akati ndakatendeka, akandiisa pabasa rake; Se kapitletBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)12 Ndinomuʋoŋga iye Kristu Jesu, Ishe weɗu, wakandipa simba, nokuti wakati ndakatendeka, akandiisa paɓasa rake; Se kapitletShona Bible 1949 revised 200212 Ndinomuvonga iye Kristu Jesu, Ishe wedu, akandipa simba, nokuti akati ndakatendeka, akandiisa pabasa rake; Se kapitletBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Ndinotenda Kristu Jesu Tenzi wedu akandipa simba rokuita izvi. Kundisarudza kwaakaita mubasa rake kuona kwaakaita kutendeka kwangu. Se kapitletBhaibhiri Idzva rechiShona12 Ndinotenda Kristu Jesu Tenzi wedu akandipa simba rokuita izvi. Kundisarudza kwaakaita mubasa rake kuona kwaakaita kutendeka kwangu. Se kapitlet |