1 Timoti 1:11 - Shona BIBLE11 sezvinoreva Vhangeri yokubwinya kwaMwari womufaro, yandakapiwa ini. Se kapitletBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 seɀinoreʋa Evaŋgeri yokubginya kwaMŋari womufaro, yandakapiwa ini. Se kapitletShona Bible 1949 revised 200211 sezvinoreva Vhangeri yokubwinya kwaMwari womufaro, yandakapiwa ini. Se kapitletBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 maererano neShoko Rakanaka rembiri raMwari wamakomborero rakaiswa mumaoko mangu. Se kapitletBhaibhiri Idzva rechiShona11 maererano neShoko Rakanaka rembiri raMwari wamakomborero rakaiswa mumaoko mangu. Se kapitlet |