Online Bibel

- Annoncer -

Numeri 1:38 - Shona Bible 1949 revised 2002

38 Vokuvana vaDhani, navana vavo, vakaverengwa mhuri dzavo, nedzimba dzamadzibaba avo, namazita avo, vakanga vana makore makumi maviri navanopfuura, vose vaigona kundorwa,

Se kapitlet Kopi

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

38 Ʋokuʋana ʋaDani, naʋana ʋaʋo, ʋakaʋereŋgwa mhuri dzaʋo, nedzimba dzamadziɓaɓa aʋo, namazita aʋo, ʋakaŋga ʋanamakore makumi maʋiri naʋanopfuʋura, ʋose ʋaigona kundorwa,

Se kapitlet Kopi

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

38 Mudzinza raDhani makaverengwa pazvizvarwa zvavo mhuri nemhuri nedzimba dzamadzibaba avo uye pauwandi hwamazita avo mumwe nomumwe wavarume vose vaiva namakumi maviri amakore okuberekwa navaipfuura iwayo vaikwanisa kuenda kuhondo.

Se kapitlet Kopi

Bhaibhiri Idzva rechiShona

38 Mudzinza raDhani makaverengwa pazvizvarwa zvavo mhuri nemhuri nedzimba dzamadzibaba avo uye pauwandi hwamazita avo mumwe nomumwe wavarume vose vaiva namakumi maviri amakore okuberekwa navaipfuura iwayo vaikwanisa kuenda kuhondo.

Se kapitlet Kopi

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

38 Kubva kuzvizvarwa zvaDhani: Varume vose vaiva namakore makumi maviri kana anodarika, vaigona kurwa muhondo vakanyorwa mazita, maererano nezvinyorwa zvedzimba dzavo nezvemhuri dzavo.

Se kapitlet Kopi

Numeri 1:38

Følg os:

Annoncer

Annoncer