Online Bibel

- Annoncer -




Numeri 1:21 - Shona Bible 1949 revised 2002

21 vakaverengwa kwavari, vorudzi rwaRubheni vakasvika zviuru zvina makumi mana nezvitanhatu namazana mashanu.

Se kapitlet Kopi

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

21 ʋakaʋereŋgwa kwaʋari, ʋorudzi rwaRubeni ʋakaȿika ɀuru ɀinamakumi manna neɀitanhatu namazana mashanu.

Se kapitlet Kopi

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

21 Vakaverengwa mudzinza raRubheni vose vaisvika makumi mana ezviuru ane zviuru zvitanhatu namazana mashanu.

Se kapitlet Kopi

Bhaibhiri Idzva rechiShona

21 Vakaverengwa mudzinza raRubheni vose vaisvika makumi mana ezviuru ane zviuru zvitanhatu namazana mashanu.

Se kapitlet Kopi

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

21 Vakaverengwa kubva kurudzi rwaRubheni vaiva zviuru makumi mana nezvitanhatu, namazana mashanu.

Se kapitlet Kopi




Numeri 1:21

Følg os:

Annoncer


Annoncer