Johane 1:49 - Shona Bible 1949 revised 200249 Nataneri akamupindura, akati, “Rabhi, ndimi Mwanakomana waMwari, ndimi Ishe waIsiraeri.” Se kapitletBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)49 Natanaeri akamupindura, akati: Rabi, ndimi Mŋanakomana waMŋari, ndimi Ishe waIsraeri. Se kapitletBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika49 Natanieri akamupindura achiti, “Rabhi imi ndimi Mwanakomana waMwari, ndimi mambo weIsiraeri.” Se kapitletBhaibhiri Idzva rechiShona49 Natanieri akamupindura achiti, “Rabhi imi ndimi Mwanakomana waMwari, ndimi mambo weIsiraeri.” Se kapitletBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi49 Ipapo Natanieri akati, “Rabhi, ndimi Mwanakomana waMwari; ndimi Mambo weIsraeri.” Se kapitlet |