Johane 1:22 - Shona Bible 1949 revised 200222 Zvino vakati kwaari, “Ndiwe aniko? Tigondopindura vakatituma. Unozviti aniko?” Se kapitletBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)22 Ɀino ʋakati kwaari: Ndiwe aniko? Tigondopindura ʋakatituma. Unoɀiti aniko? Se kapitletBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 Zvino vakati kwaari, “Ko ndiwe ani tinoda mhinduro kwauri yokupa vatituma; unozviti ani iwe?” Se kapitletBhaibhiri Idzva rechiShona22 Zvino vakati kwaari, “Ko ndiwe ani tinoda mhinduro kwauri yokupa vatituma; unozviti ani iwe?” Se kapitletBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi22 Pakupedzisira vakati, “Ndiwe aniko? Tipindure tigondotaurira vatituma. Unozviti aniko?” Se kapitlet |