Online Bibel

- Annoncer -

Danieri 1:16 - Shona Bible 1949 revised 2002

16 Naizvozvo mutariri wakabvisa zvokudya zvavo zvamambo, newaini yavakanzi vanwe, akavapa mirivo.

Se kapitlet Kopi

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

16 Naiɀoɀo mutariri wakabvisa ɀokudya ɀaʋo ɀamambo, newaini yaʋakanzi ʋanwe, akaʋapa miriʋo.

Se kapitlet Kopi

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

16 Nokudaro mutariri uya akabva abvisa chokudya chiya chakanaka newaini yavaifanira kuti vanwe ndokubva avakuvapa miriwo.

Se kapitlet Kopi

Bhaibhiri Idzva rechiShona

16 Nokudaro mutariri uya akabva abvisa chokudya chiya chakanaka newaini yavaifanira kuti vanwe ndokubva avakuvapa miriwo.

Se kapitlet Kopi

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

16 Saka murindi akabvisa zvokudya zvakasarudzika newaini yavaifanira kunwa ndokuvapa muriwo pachinzvimbo chazvo.

Se kapitlet Kopi

Shona BIBLE

16 Naizvozvo mutariri wakabvisa zvokudya zvavo zvamambo, newaini yavakanzi vanwe, akavapa mirivo.

Se kapitlet Kopi

Danieri 1:16

Følg os:

Annoncer

Annoncer