2 Timoti 1:4 - Shona Bible 1949 revised 20024 ndichishuva zvikuru kukuona, ndichirangarira misodzi yako, kuti ndizadzwe nomufaro; Se kapitletBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 ndicishuʋa ɀikuru kukuʋona, ndiciraŋgarira misodzi yako, kuti ndizadzwe nomufaro; Se kapitletBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Pandinoyeuka misodzi yako ndinosuwira siku nesikati kukuona kuti ndizadzwe norufaro. Se kapitletBhaibhiri Idzva rechiShona4 Pandinoyeuka misodzi yako ndinosuwira siku nesikati kukuona kuti ndizadzwe norufaro. Se kapitletBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 Ndichirangarira misodzi yako, ndinoshuva kukuona, kuti ndigozadzwa nomufaro. Se kapitlet |